[Verse 1: Leonard Dembo]
Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu
Uchiti unondida
Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni
[Verse 2: Leonard Dembo]
Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya muchero werudo
Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu
Uchiti unondida
Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni
Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya muchero werudo
Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu
Uchiti unondida
[Verse 3: Leonard Dembo]
Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni
Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya muchero werudo
[Verse 4: Leonard Dembo]
Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu
Uchiti unondida dhiya (iwe)
Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu
Uchiti unofa uneni
[Verse 5: Leonard Dembo]
Rudo rwainyaradza chiri mumakomo
Tichidya michero yerudo
[Verse 6: Leonard Dembo]
Taidana kare kare, taidanana wani
Taidana kare kare, taidanana wani
Taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
Taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
Taidana kare kare, taidanana wani
Taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Asi newe dhiya wangu uri rough
Ungandirongere kebheji
[Verse 7: Leonard Dembo]
Dhiya wangu uri rough ungandirongerе kebheji
Dhiya wangu uri rough ungandirongerе kebheji
Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji
[Verse 8: Leonard Dembo]
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Dhiya wangu Lovemore iwe
Shuwa