[Verse 1]
Ndaifunga kuti uri shamwari yakanaka
Ndisingazive kuti unoda kundinyengedza
[Verse 2]
Ndaifunga kuti uri shamwari yakanaka
Ndisingazive kuti unoda kundinyengedza
[Verse 3]
Ndaifunga kuti uri shamwari yepamoyo
Ndisingazive kuti iwe uri mharadzi
[Verse 4]
Ndaifunga kuti uri shamwari yepamoyo
Ndisingazive kuti iwe uri mharadzi
[Verse 5]
Ndikakupira moyo wangu mbatya ne property
Asi iwe wakandikanda kumarara
[Verse 6]
Ndikakupira moyo wangu mbatya ne property
Asi iwe wakandikanda kumarara
[Verse 7]
Mukufamba mukudya, mukunwa nemurudo
Asi iwe wakandikanda kumarara
[Verse 8]
Mukufamba mukudya, mukunwa nemurudo
Asi iwe wakandikanda kumarara
[Verse 9]
Vabereki vako vaindida zvakanaka
Asi iwe waindida zvekundinyengedza
[Verse 10]
Vabereki vako vaindida zvakanaka
Asi iwe waindida zvekundinyengedza
[Verse 11]
Hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
Hee, iwe shamwari, uri mharadzi
Hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
Hee, iwe shamwari, uri mharadzi
Hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
Hee, iwе shamwari, uri mharadzi
Hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
Hee, iwe shamwari, uri mharadzi
Hee, iwе shamwari, iwe wakaipa
Hee, iwe shamwari, uri mharadzi
[Outro]
Haa, shamwari iwewe wakaipa
Handichambotamba newe futi