[Chorus: Leonard Dembo & Barura Express]
Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu
(Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu)
Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu
(Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu)
Wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(Wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
Wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(Wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu
(Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu)
Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu
(Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu)
Hona vari kwaMutoko mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Hona vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi)
Hona vari kwaRusape mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Hona vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi)
[Chorus: Leonard Dembo & Barura Express]
Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu
(Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu)
Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu
(Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu)
Wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(Wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
Wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(Wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
Hona vari kwaMutoko mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi)
Hona vari kwaRusape mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi)
Hona vari kuMasvingo mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi)
Inga ihoyi-hoyi mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Inga (ihoyi-hoyi) mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Inga (ihoyi-hoyi) mudiwaka (ihoyi-hoyi)
Inga (ihoyi-hoyi) mudiwaka (ihoyi-hoyi)
[Outro: Leonard Dembo]
Hameno zvavo vakanyararira
Vakamvonyera vavo kumapfimbi
Vamwe vanongotaura